Misc Praise Songs – Chitsike (Ukulele)
Key
-
Versions
(2)
Guitar
Ukulele
Auto-scroll
Speed:
1.0x
Chords
VERSE
A E Ndofamba, ndofamba Bm A Ndosuwa kudenga A A7/C# D6 Kunyika ya - Tenzi Bm7 A/E E7 A Isi - na nenhamo
2. Majaya musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
3. Mhandara musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
4. Madzibaba musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
5. Madzimayi musatye
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika
6. Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, heyi wena
Heyi wena, Satani
7. Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike Satani